Rugweta

Rugweta Varimi

Rugweta mukohwo..

Rugweta runhare rwavarimi , zvavanorima kana kutengesa rwunovabatsira kuti mangwana agovaakanaka. Rugweta i tekinoloji ye sungano yehupfumi iyo inobatsira pakutenga kutengesa kana kupinda muzvibvimirano nevamwe varimi kana mabhizimusi ichikupa simba. Chinangwa che Rugweta kudzivirira zvinowira murimi muneramangwana zvinoita kuti aruze hupfumi uye Rugweta inobatsira zvakare mukutengesa zvirimwa nezvimwe zvakangodaro zvemurimi. Rugweta ishamwari yakanaka inochengetedza murimi zvaanorima nepaanorima.

rugweta